Rwizi rwe Kwe Kwe (kana Que Que kusvika muna 1983) irwizi ridoko rinomhanyira mujarati re Kwe Kwe muZimbabwe. Nderukokorodzi rwudiki rwe rwizi rwe Zibagwe rarinozobatana naro nechekumaodzanyemba ejarati ro.

Mvura inoyerera murwizi urwu inoshandiswa nehushangazhi hwe stiri senheyo inovumba jarati re Kwe Kwe.

Rwizi rwe Zibagwe rinobatana neRwizi rwe Munyati runoyerera kumaodzanyemba uye richitapukira muRwizi rwe Zambezi.

Ringai zve:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Nzizi dze Zimbabwe

Rwizi rwe BubiRwizi ChiredziRwizi rwe GwayiRwizi rwe HondeRwizi rwe InkankeziRwizi rwe InzizaRwizi rwe InyankuniRwizi rwe Kwe Kwe • Rwizi rwe Rimupopo • Rwizi rwe Luenha • Rwizi ManyameRwizi Mazowe • Rwizi rwe Machavezi • Rwizi Manyame• Rwizi rwe Muchelele • Rwizi rwe Mucheke • Rwizi MunyatiRwizi Mupfure • Rwizi rwe Mushawe • Rwizi rwe Mutirikwe • Rwizi rwe Mwenezi • Rwizi rwe Mwewe • Rwizi rwe Mtetengwe • Rwizi rwe Mzingwane • Rwizi rwe Ncema • Rwizi rwe Ngezi (Masvingo) • Rwizi rwe Ngezi (Midlands) • Rwizi rwe Ngondoma • Rwizi Pungwe • Rwizi rwe Runde • Rwizi Save • Rwizi rwe Sebakwe • Rwizi rwe Sengwa • Rwizi rwe Shangani • Rwizi rwe Shashe • Rwizi rwe Siwaze • Rwizi rwe Tokwane • Rwizi rwe Tokwe • Rwizi rwe Thuli • Rwizi rwe Umchabezi • Rwizi Zambezi