Rwizi rwe Honde (kana Rwizi Honde) irwizi rwuri muMatundumadzi eMabvirazuva eZimbabwe (nge. Eastern Highlands) anoenderera achipinda nemuMupata we Honde. Rinoyerera kubva kuGomo re Inyangani kumicheto yemadokero eMupata we Honde kwarinobatanidzana nemikoto mikuru yakatiwandei: nzizi dzinosanganisa Mupenga, Buu, Mtarazi ne Ngarura. Rinotapukisa mamvura ayo muRwizi rwe Pungwe, rigere riri muMazambuko, iro richizorasira wo muGungwa re India.

Mapopomo eMtarazi, makurusa muZimbabwe anosvika mamita mazananomwe 762m anoyerera kupind muHonde kuchamhembwe kwe Gaha re Pungwe kumupata we Rwizi rwe Honde kunze kwe Rimuka re Dhidhizha re Nyanga. Zvikamu zve Honde zviri kuchamhembeni kwe Nyanga zvinosimbisa kukura kwe zvimero, ndiro ringanzi jokoto reZimbabwe. Pamusoro pezvo, kumudziko wechekuchamhembe, rwizi rwe Honde rwunopa mvura inoshandiswa kudiridza zvimero zvenharaunda munzvimbo inogona kuva yakaoma rwizirwo rusipo.

Rwizi rwe Honde rwunovumba chikamu chemuganhu we Mazambuko-Zimbabwe pamberi pekuyerera murwizi rwe Pungwe iro rinozoyerera richitapudza muGungwa re India paBheira.

Nzizi dze Zimbabwe

Rwizi rwe BubiRwizi ChiredziRwizi rwe GwayiRwizi rwe HondeRwizi rwe InkankeziRwizi rwe InzizaRwizi rwe InyankuniRwizi rwe Kwe Kwe • Rwizi rwe Rimupopo • Rwizi rwe Luenha • Rwizi ManyameRwizi Mazowe • Rwizi rwe Machavezi • Rwizi Manyame• Rwizi rwe Muchelele • Rwizi rwe Mucheke • Rwizi MunyatiRwizi Mupfure • Rwizi rwe Mushawe • Rwizi rwe Mutirikwe • Rwizi rwe Mwenezi • Rwizi rwe Mwewe • Rwizi rwe Mtetengwe • Rwizi rwe Mzingwane • Rwizi rwe Ncema • Rwizi rwe Ngezi (Masvingo) • Rwizi rwe Ngezi (Midlands) • Rwizi rwe Ngondoma • Rwizi Pungwe • Rwizi rwe Runde • Rwizi Save • Rwizi rwe Sebakwe • Rwizi rwe Sengwa • Rwizi rwe Shangani • Rwizi rwe Shashe • Rwizi rwe Siwaze • Rwizi rwe Tokwane • Rwizi rwe Tokwe • Rwizi rwe Thuli • Rwizi rwe Umchabezi • Rwizi Zambezi