Rwizi rwe Bubi (kana rwizi rwe bubye) rukoto rwe Rwizi rwe Rimupopo muDunhudiki re Bheitibhiriji ne Dunhudiki re Gwanda, muZimbabwe. Rinokwira kusvika makiromita makumimana (40km kana 25 mi) kumaodzanyemba eNikorisoni Madokero (kureva West Nicholson) muMatabelelandi Chamhembe, kwarinoyerera kuchamhembechemabvazuva risati rabatana neRimupopo nepamwe makiromita makumimashanu (25km kana 16 mi) kumadokero kwainoganhurana ne Mazambuko. Mufambiro wayo unowumba muganhu uripakati peMadunhudiki e Mberengwa ne Mwenezi.

Tigerfish inowanikwa murwizi iri.

Madhamu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muchikare paisava nemadhamu makuru parwizi iri. Dhamu re Bubi-Lupane rakawakwa muna2010 kuti mvura iwunzwe kuDunhudiki re Lupane.

Nzizi dze Zimbabwe

Rwizi rwe BubiRwizi ChiredziRwizi rwe GwayiRwizi rwe HondeRwizi rwe InkankeziRwizi rwe InzizaRwizi rwe InyankuniRwizi rwe Kwe Kwe • Rwizi rwe Rimupopo • Rwizi rwe Luenha • Rwizi ManyameRwizi Mazowe • Rwizi rwe Machavezi • Rwizi Manyame• Rwizi rwe Muchelele • Rwizi rwe Mucheke • Rwizi MunyatiRwizi Mupfure • Rwizi rwe Mushawe • Rwizi rwe Mutirikwe • Rwizi rwe Mwenezi • Rwizi rwe Mwewe • Rwizi rwe Mtetengwe • Rwizi rwe Mzingwane • Rwizi rwe Ncema • Rwizi rwe Ngezi (Masvingo) • Rwizi rwe Ngezi (Midlands) • Rwizi rwe Ngondoma • Rwizi Pungwe • Rwizi rwe Runde • Rwizi Save • Rwizi rwe Sebakwe • Rwizi rwe Sengwa • Rwizi rwe Shangani • Rwizi rwe Shashe • Rwizi rwe Siwaze • Rwizi rwe Tokwane • Rwizi rwe Tokwe • Rwizi rwe Thuli • Rwizi rwe Umchabezi • Rwizi Zambezi

Template:Dunhudiki re Gwanda

Template:Dunhudiki re Bheitibhiriji