Vanga, gopfa kana dzvadzi (Scar) mutaro unowonekwa paganda pakambokuvara, kuvhurwa, kuchekwa kana kutsva.
Mazuvaano kwave nenzira dzekunama nyama kuti pakambochekwa pasare pachitaridzika serimwe ganda risina kumbochekwa.