Chironda kana ronda (wound, injury) zvinoreva panhu pakakuvara pamuviri wemunhu kana mhuka, zvikurusei pakavhurika ganda kana pakabuda ropa.

Mitauro yeBantu