Kaela kana Kayela mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe neZambia.

Mitauro yeAfrika

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.