Pimachisi (Geometry kuChirungu) chidzidzo chinowongorora mibvunzo pamusoro pezvinotevera:

Chinangwa

Chinangwa chechinyorwa chino kuparura nhaurwa yezvidzidzo zvePimanyika tichitaura neChiShona. Pakutanga mazita achapiwa kune izvo zvatinosangana nazvo pakupima nzvimbo nezviumbwa. Mazita eShona achadudzirwa zvakare pachishandiswa mazwi ariko kuChirungu. Nokuda kwekuti mamwe mazwi haasati aveko kuChiShona pachange pachipiwa mazita matsva, zvichibatsira kuumba mutauro wedu takatarisana neumhizha Pimanyika.

Kupiwa kweZita

Mitauro yeBantu

Mazwi ari pano anonongedza kuti zita rokuti pimachisi rakabva kupi.


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru