Tsika (culture, habit, manner, custom) kana ichitaurwa pamusoro peboka revanhu izwi rinoreva kuhwerengedzwa kwezvinhu zvinosanganisira: mafungiro avo, zvavanotenda kwazviri, zvavanokoshesa nokuyeresa, uye ruzivo rwavainarwo. Tsika dzinosiyana pakati pemapoka evanhu akasiyana uye dzinosiyanawo nokufamba kwenguva muboka rimwechete revanhu.

Tsika dzeVaShona dzinoti mwanasikana haagari nemurume asina kubvisirwa roora.

Mamwe Mazwi

Mitauro yeAfrika