Shizha kana shakani kuChiNdau (leaf in English) inhengo yedzinde inonyanya kuwanikwa neruvara rwe green kana isati yaoma. Nhengo iyi ndiyo inogadzira chikafu chinodiwa nedzinde kuchishandiswa simba rinobva muchiedza chezuva kubatanidza carbon dioxide nemvura.

Mitauro yeBantu