Maita Shava Museyamwa
Maita Shava,
Mhofu yomukono, Ziwerera
Hekani Mutekedza
Vakatekedzana paJanga
Vakapiwa vakadzi munyika yavaNjanja
Nyashanu
- Zigula inoti kuteketeza (destroy utterly). Sokuti: Wateketeza isi yetu (They utterly destroyed our country).
- VaZigula vanoti kuteketezana (to destroy each other utterly) vachireva kuparadzana.
- Nyanja inoti teka (v divide, assort, shake apart). Dinka inoti tek (v. Divide, distribute).