Rurimi

Rurimi (kureva tongue; also mother tongue; language) kana rulimi kutodza Chikaranga, pahuwandu tichiti ndimi, inhengo yemuviri iri mukanwa inobata mukati memukanwa imomo. Rurimi ndirwo runoravira kutapira kana kuvava kunoita chokudya. Rurimi zvakare ndirwo runobatsira pakududza mazwi kana tichitaura.

Madokoro echikafu

Mitauro yeBantu