Rufu (nge. death) ndufu kumira kwekushanda kwe biological function ino raramisa zvipenyu kusingakwanise kudzoswa. Unogona kutsanangurwa uchinzi kumira kwekushanda kwe uropi hwose, kusanganisa stemu ye uropi. Rufu rwe uropi unowanzonzi ndicho chirevo chepamutemo che rufu. Zvisaro zve oganizimu zvinowanzo tanga kudhikompoza mushure merufu. Rufu haukwanise kutizwa pazvinhu zvose zvipenyu.

Pane nguva mbiri chete munhoroondo ye pasirose inonzi vanhu havana kufa, inowanikwa mubhaibheri panyaya ya Henoku (kana Enoku) munwadhi ra Mavambo uye Eriya munwadhi ra 2 Madzimambo. Uye pane nguva imwe chete inonzi munhu akamuka kubva murufu zvachose, munhu iyeye ndi Yeshua. Vamwe vanhu vanonzi vakamuka kubva murufu vakamuka kudzoka murufo (hupenyu hwaizopera zve, kwete we zvachose),

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]