Nhuta kana dumunyu (mole in English) imhuka iri mumhuri yemakonzo inowanikwa musango. Vamwe vanoti nhukusa, nhukutsa kana funzi.

Mitauro yeBantu