Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anoreva Mwari kune mimwe mitauro yeChiBantu.

Izwi rokuti Mwari rinotaurwa zvakasiyana kumitauro yakasiyana. Sokuti:

Zita Mitauro
Anyambi Benga
Nzambi Nsenga
Nyambe Lozi, Luyana
Ndjambi Herero
Nyambi Mbukushu, Nkoya
Karunga Kwangali
Unzambi Kimbundu
Kalunga Ndonga
Katonda Kihaya
Omukama Kihaya
Mulungu Chewa, ChiSena
Hiwumbe Lunyole
Mluku Makua
Muluku Lomwe
Ruhanga Lunyoro
Nyamuhanga Kinande
Kagaba Lugungu
Nwali Swahili
Chiuta Tumbuka
Mlezi Chewa
Redza VaMbunda
Leza Lenje, Luba, Baila, Subia
Lesa Bemba, Bisa, Lamba, Sodi
Thixo (God) IsiXhosa
uSomandla (all powerful one) IsiZulu
umDali (The Creator) IsiZulu
Ruhanga, Kagaba Lugungu
Zàmá Iton
Zambe Swo
Suku Umbundu

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]