Mbudzi (goat in English) imhuka inopfuyiwa pamusha. Mbudzi dzinowanikwa Pasirose dziine mhando dzakasiyana-siyana. Mbudzi dzinochengeterwa nyama uye mukaka wadzo. Kunonzi mbudzi dzinopa chikamu chemukaka chinokwana 2% wemukaka unodyiwa nevanhu Pasirose.

Mbudzi nzvari inotakura nhumbu kwemazuva 150.

Tsika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita anojekesa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]