Matamisa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Wimbai Matamisa; Tafara Matamisa; Rumbidzai Matamisa; Editor Matamisa aiva MP kuKadoma Central.
Mitauro yeBantu
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Kikongo inoti kutamisa (to allow any one to do or choose, as he likes, to allow free choice)
- VaKongo vanoti kutamisa (to give carte blanche).
- Nyakyusa inoti taamigwa (v. be troubled) kureva kutama.