Maorera kana Maworera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.