Kuwonda kana kuwondoroka (emaciated) zvinoreva kuperezeka muviri uchisara usina mafuta. Kuwonda kunokonzerwa nezvinhu zvinosanganisira: kushaya chokudya, zvirwere zvakatsaukana kana kudya uchirutsa

Mitauro yeBantu