Kutuma (to send, commission) zvinoreva kurayira munhu kuti aite basa rinenge rataurwa kana kunda kwarehwa. Kazhinji munhu mukuru ndiye anotuma mudiki.

Mitauro yeAfrika