Shoko rokuti kukanga (Dry roasting; parch) rinoreva kubika chikafu murwenga, poto kana pani isina mvura. Chikafu ichi chinogonga kubikwa chine mafuta mashoma kana kuti pasina mafuta zvachose. Vanhu vanokanga nzungu, chibage, nyimo uye vanokanagwo nyama zvakare.

Tsika

Akanga nyimo avangarara.

Mitauro yeAfrika