Muchidzidzo chemasvomhu, hunene, huhombe kana hukuru (Magnitude) izwi rinotaura kukura kwakaita nhamba zvisinei kuti ine vara (-) kana (+) pamberi payo.
- Izwi rokuti chidumbuzenene rinoreva dumbu hombe.
Tsika
Pakutaura kwamauvaose kwechimanje-manje shoko rokuti hombe rinosishandiswa sezvizvi:
- Haa mfana uya ndamu bigga muhombe - apa zvichireva kuti nyangwe ari mfana anokwanisa kuita zvinhu zvikuru, kana kuti mukuru panyembe dzekubasa.
- Sahwira muri vahombe - kureva zvakare kugona kuita zvikuru.