Choto (fireplace; hearth) zvinoreva nzvimbo yakaveswa moto nehuni, uyu uri moto une chinangwa chokudziyisa kana kubikisa kana kuitawo mamwe mabasa. Kare choto chaigadzirwa chiine mabwe matatu kana mana anonzi mapfihwa. Basa remapfihwa raive kugadzikira hari dzekubikisa, saka mapfihwa aifanirwa kuve akaenzana hurefu hwawo.

Tsika

a Kubika pachoto chine mapfihwa

Mamwe Mazwi

Mitauro yeBantu