Chitsuwa che Vhayigachi (Rha: Вайга́ч, Vajgač; Chinenetsi: Вай Хабць, Vai Habcj’) chituswa chiri muBhahari re Akitiki pakati pe Bhahari re Pechora uye Bhahari re Kara.

Chitsuwa che Vhayigachi chakapatsanurwa ne Peninzura ye Yugoriski (Yugorsky) mugurunyika ne Rumaniko rwe Yugoriski uye kubva kuNovhaya Zemuyaya (Zemlaya) ne Rumaniko rwe Kara. Chitsuwa ichi chikamu che Vupangamene weOkurugi yeNenetsi ye Akhengirozi Obhulasti, Rhashiya.

Mashoko

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]