Chivi, chitadzo kana kuti chitema zvinoreva tsika kana chiitiko chinova kukanganisa pamberi paMwari. Chivi chinogona kuonekwa sechinhu chinoshatisa hukama huripo pakati pemunhu naMwari. Muzvidzidzo zvechiKristu, chivi chinotadzisa munhu kuona Mwari uye kuyanana naye.

Zviri nyore kunzwisisa chivi maringe nemirairo gumi yaMwari.

Mamwe Mazwi

Tsumo

Mitauro yeBantu