Panguro rino ndere mazita emhuri akavamba kubva kumitauro ye Chivanhu (Chishona) izvi zvinoreva kuti mitauro inenge: Chikaranga, Chindau, Chikorekore, Chibuja, Chimanyika, Chizezuru, Chibarwe, Chikalanga ne mimwe mitauro.

Izvi zvinagona kureva mazita eChishona akavamba kubva kumimwe mitauro futi. [[Category:Mazita eMhuri eChikarang ]]