Ruwa (1. Area, 2. Settled area; 3. cultivatable area where gardens are; 4. district, country; 5. community or rural area) inzvimbo yakagarwa nevanhu isiri sango. Asi mukutaura kwemazuva ose mazuvano vazhinji vanotora shoko iri kureva nzvimbo dziri kumamisha kusiri kudhorobha kana kuti guta. Kumaruwa kunonyanya kuitwa mabasa ekurima mbesa, kuchengeta zvipfuyo, nokurima miti.

Chikamu chinodarika 60% yehugari hwevanhu muZimbabwe vanogara kumaruwa.

Dzimwe Dudziro

Kurerutsa Mutauro

Mitauro yeBantu