Nzvimbo (Chingezi: location, place, area) apa kureva panhu kana kunhu. Shoko iri rinoshandiswa kureva zvinhu zvitatu, senge kana ukabvunza munhu kuti ari panzvimbo yipi, zvinoreva kuti ari ku-lokesheni, plesi uye eriya yipi. KuChindau vanoshandisa shoko rokuti ndau kureva nzvimbo.

Mitauro ye Chibantu

Tarisai futi