Nzungu (Peanuts in English) chirimwa chinokura pasi pevhu chinorimwa nevarimi. Nzungu dzinokura mumateko ekuti kana woda nzungu unotanga wapwanya mateko aya, kunonzi kutonongora. Nzungu dzakatokonhorwa dzinonzi musvo.

Dzungu dzinoshandiswa kugadzira: dovi; mafuta; kudyiwa dzakadaro kana kuti kukangwa. Nzungu dzinogona kudyiwa dziri nyoro kana kuti dzakaoma. Kana dziri nyoro dzinobikwa nemvura mumakoko adzo kusvika dzaibva. Dzakaoma dzinoitwa zveku kangwa kana kubikwa dzakasangana nemutakura (kudya kunosanganiswa chibage,nzungu,nyimo kana nyemba dzakaoma).

Germ (1. a portion of an organism capable of developing into a new one or part of one; 2. the embryo in a cereal grain or other plant seed).

Mhando dzeNzungu

Kudya

Tsika

Mazwi eBantu