Nyazika izita remhuri rinowanikwa mu Zimbabwe, vachiera mutupo we Shiri/Hungwe, vazhinji vanowanikwa kwaMutare.

Mitauro yeBantu

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.