Muenzaniso wemakuriro weNyamatsatse neRinopasi

Nyamatsatse (kureva Mercury; chikwangwani: ☿) Nyamatsatsi kana Nyamasasa chindeya chidiki kwazvo muMutandiro weMushana. Nyamatatse ndicho chindeya chonoteera mushure Zuva, izvi zvinoreva kuti ndiro pakata pezvindeya zvese riri pedyo nezuva. Kumashure kwaro kunaHweva, uye mukuboterera Zuva kwaro rinotora mazuva 87.97 eRinopasi, inguva pfupi pane zvimwe zvindeya zvese zvinopoterera zuva.

Zita

Nyamastaste[1] inyeredzi yemangwanani uye yekumabvazuva. Zita rechindeya ichi futi raivanzo shandisirwa chindeya chatinoti Hweva nechikonzero chekuti vanhu vaivhiringika nokusanganisa zvindeya zviviri izvi.[2]

MuchiBantu

Mitauro yeZimbabwe

Mimwe Mitauro yeBantu

Mabviro eruzivo

  1. Vashona, 29 Zvita 2018, 'Nyamatsatse', Zita: Kirasi 9, Manyika-Zezuru. Yakatariswa: 5 Chikumi 2021
  2. F.W.J McCosh (et. al), n.d, 'The Rhodesia Native Affairs Dept. Annual for 1979', The African Sky; Planets. Yakatariswa: 6 Chikumi 2021
  3. sn:wiki contributors, (6 Chikumi 2021), 'Chindeya', Mazita eZvindeya MuChiBantu. Yakatariswa: 7 Chikumi 2021
  4. 4.0 4.1 4.2 4.3 Bomar S, 2010, 'Mazita ezvindeya mumitauro yese' Copyright: Attribution Non-Commercial (BY-NC) Yakatariswa: 7 Chikumi 2021
  5. sw:wiki contributors, (4 Gunyana 2020), 'Sayari', Sayari za jua letu. Yakatariswa: 7 Chikumi 2021