Nyama (kureva meat muChingezi) zvinoreva nhengo dzemhuka dzinokwanisa kudyiwa.[1] Pakutaura kwamazuva ose nyama inosanganisira mapfupa, mapfupa acho akabatira panyama. Zvakare pakutaura kwamazuva ose, chinhu chese chakanaka chinopedziswa nekunzi “nyama” kana kuti “manyama” muuzhinji sekuti “Bhuruwayo ine nyama yevana ndatunda zvangu” kana kuti “Ndaifunga kuti Onana haagone kubata mapena asi ndakazozviona kuti aikaka, koo zvaatori makipa manyama anobata mabhora akawanda kudarika mahure ekuma Avenues”. Kune nyama dzkasiyanasiyana dzemhuka dzinopfuyiwa uye dzemhuka dzemusango.kune nyama zve inoreva muriwo unosevewa nevanhu vakuru muchishona chizere rinova bonde pamutikitivha kana kuti maporno ayo anowanzoonekwa nevakomana vachi rova nyama yavo

MuZimbabwe nyama inonyanya kudyiwa inosanganisira: yemombe; yehuku; yembudzi ne yenguruve. nyama yemusango inodyiwawo asi kazhinji hayiwanikwe kumabhucha.

Tsumo - "Kuramba nyama yechidembo hunge uine yetsuro".

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

Mitauro ye Afurika

Mabviro eruzivo

  1. Ayyıldız, Esat. “Klasik Arap Edebiyatında Et Motifi”. International Malatya Gastronomy Culture and Tourism Conference. ed. Aynur Ismayilova – Gunay Rzayeva. 19-24. Malatya: IKSAD Publishing House, 2022.