Nheyo (n. a foundation for a house) zvinoreva chitsiko chemba panova ndipo painovakirwa; kazhinji pari pakongiri yakadirwa mumigero ikawomarara.

Mitauro yeAfrika