Moto (kureva fire) kana muriro, ndicho chiitiko chinoonekwa kana gasi rinonzi oxygen richipfutidza chinhu chiri kubvira. Kuti kuonekwe moto panofanirwa kuva nezvitatu zvinoti: hujoto hwakafanira; oxygen; nechinhu chinobvira. Runambi, murazvo wemoto kana rimi romoto rinosimuka kubva pari kubvira, rimi rine magasi anopisa.

Kuti moto usapise misha kana minda vanhu vanokura nzvimbo yakakomberedza misha zvoita kuti moto ukauya hauchapise dzimba kana mbesa. Maitiro aya anonzi kudzimurira kana kuvavira.

Moto Wauya Sei

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]