Mabayo (stiches in ribcage - English, Side pains) zvinoreva chiitiko chokunge munhu achinzwa kunge anobayiwa mumbabvu asi pasina chaicho chiri kumubaya.