Kupanga mazano (to advise; to make a plan) zvinoreva kubatsira nemazano kuti zviri kukurukurwa zvijeke apa mazano achipangwa nechinangwa chokuti zvirongwa zvitwe nenzira yakanaka - zvitwe nemazvo.

Munhu anopanga mazano anonzi chipanga mazano kana mupangi. Pahuwandu vanonzi ana chipanga mazano kana vapangi.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]