Shoko rokuti kubvarura rinoreva kutsemura zvinhu zvitete nenzira yokukakata kana kudhonzerana. Zvinhu zvinotaurwa kuti zvinobvaruka zvinosanganisira izvo zvakagadzirwa nemapepa kana machira. Saka mbatya, magumbeze, pepanhau, jira, dehwe zvinotaurwa kunzi zvabvaruka.

Mitauro yeAfrika