Kachasu imhando yedoro riri muchikamu kana bato rimwe nekangopisa. Kachasu nekangopisa zvakasiyana pakuti kachasu kanoda kusvika hukorwa zvikamu zana muzana (100%, absolute alcohol).

Mazwi eBantu