Gonhi
Gonhi

Gonhi (door) zvinoreva chivakwa chinoshandiswa kuvhara mukova. Kazhinji gonhi rinogadzirwa nemapuranga akavezwa, asiwo rinokwanisa kugadzirwa nesimbi, kana plastic yakasimba.

Mamwe mazita anodavidzwa ndiwo anoti, sasa, dhowo kana kuti dimba kuchiManyika.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvirevo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]